Ruka 19:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Zvino akati aswedera pedyo, akaona guta, akachema pamusoro paro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino wakati asweɗera pedyo, akaʋona guta, akacema pamsoro paro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Paakanga ava kuda kusvika, akatarisa guta akarichema, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Paakanga ava kuda kusvika, akatarisa guta akarichema, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Akati aswedera kuJerusarema uye achiona guta, akachema pamusoro paro Viz kapitola |