Ruka 18:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 achiti, “Unoda kuti ndikuitireiko?” Rikati, “Ishe, kuti ndione.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 aciti: Unoɗa kuti ndikuitireiko? Rikati: Ishe, kuti ndiʋone. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Chii chaunoda kuti ndikuitire.” Akati, “Tenzi itai kuti ndione.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 “Chii chaunoda kuti ndikuitire.” Akati, “Tenzi itai kuti ndione.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 “Unoda kuti ndikuitireiko?” Iye akapindura akati, “Ishe, ndinoda kuti ndione.” Viz kapitola |