Ruka 18:40 - Shona Bible 1949 revised 200240 Zvino Jesu akamira, akarayira kuti vauye naro kwaari; rikati raswedera, akaribvunza, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino Jesu wakamira, akaraira kuti ʋaʋuye naro kwaari; rikati rasweɗera, akaribvunza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu akamira akati ngaauiswe kwaari. Paakasvika pedyo, akamubvunza achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Jesu akamira akati ngaauiswe kwaari. Paakasvika pedyo, akamubvunza achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Jesu akamira ndokurayira kuti murume uyu auyiswe kwaari. Akati aswedera pedyo, Jesu akamubvunza akati, Viz kapitola |