Ruka 18:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Zvino vakanga vazvinzwa, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino ʋakaŋga ʋaɀinzwa, ʋakati: Ndianiko uŋgagoponeswa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Avo vakazvinzwa vakati, “Kana zvakadaro ndiani angaponeswe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Avo vakazvinzwa vakati, “Kana zvakadaro ndiani angaponeswe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vaya vakazvinzwa izvozvo vakabvunza vachiti, “Ndianiko zvino angaponeswa?” Viz kapitola |