Online Bible

- Reklamy -




Ruka 17:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Ndiani kwamuri angava nomuranda anorima, kana anofudza makwai, akati kwaari, achibva kumunda, Uya, ugare pakudya?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ndiani kwamuri uŋgaʋa nomuranda unorima, kana unofudza makwai, akati kwaari, acibva kumunda: Ʋuya, ugare pakudya?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Ngatitii mumwe wenyu anga aine muranda anorima kana kuti anofudza makwai. Angati here kumuranda paanopinda achibva kumunda, ‘Uya pano iye zvino ugare pasi udye’?

Viz kapitola kopírovat




Ruka 17:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy