Ruka 17:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Kunyange akutadzira kanomwe nezuva rimwe, akadzokera kwauri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka;’ umukanganwire.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kunyaŋge akutadzira kanomŋe nezuʋa rimŋe, akadzokera kwauri kanomŋe, aciti: Ndatendeʋuka; umukaŋganwire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana akakutadzira kanomwe pazuva, uye akadzoka kwauri kanomwe achiti, ‘Ndatendeuka,’ muregerere.” Viz kapitola |