Ruka 16:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Ndinoti kwamuri, “Muzviitire shamwari nepfuma isakarurama, kuti, kana yapera, vakugamuchirei mudzimba dzisingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndinoti kwamuri: Muɀiitire shamŋari neFuma isakarurama, kuti, kana yapera, ʋakugamucirei mudzimba dzisiŋgaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndinokutii, ‘Itai ushamwari muchishandisa mari isina zvayo kururama kuti kana yopera vakugamuchirei mudzimba dzokugara nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndinokutii, ‘Itai ushamwari muchishandisa mari isina zvayo kururama kuti kana yopera vakugamuchirei mudzimba dzokugara nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndinoti kwamuri, ‘Shandisai pfuma yenyika kuti muzviwanire shamwari, kuitira kuti painopera, mugozogamuchirwa mudzimba dzisingaperi.’ Viz kapitola |