Ruka 16:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino mutariri akati mumwoyo make, ‘Ndichaiteiko, ishe wangu zvaanditorera hutariri hwangu? Handina simba rokurima naro; kukumbira ndinonyara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino mutariri akati mumŋoyo make: Ndicaiteiko, ishe waŋgu ɀowonditorera ʋutariri bgaŋgu? Handinesimba rokurima naro; kukumbira ndinonyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mutariri uya akazviti ndichaita sei Tenzi wangu zvaava kundibvisa pautariri? Simba rokutimba handina uye kukumbira ndinonyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mutariri uya akazviti ndichaita sei Tenzi wangu zvaava kundibvisa pautariri? Simba rokutimba handina uye kukumbira ndinonyara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Mutariri akafunga nechomumwoyo make akati, ‘Zvino ndichaiteiko? Tenzi wangu ava kunditorera basa rangu. Handina simba rokurima, uye ndinonyara kupemha; Viz kapitola |