Ruka 16:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Zvino vaFarisi, vakanga vachida mari, vakanzwa izvozvo zvose, vakamuseka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋaFarise, ʋakaŋga ʋaciɗa mari, ʋakanzwa iɀoɀo ɀose, ʋakamuseka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 VaFarisi, avo vaida mari vakanzwa zvose izvi vakatuka Jesu uye vakamuseka. Viz kapitola |