Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:32 - Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kwaifanira kuti tifare nokufarisisa, nokuti munun'una wako uyu wakanga afa, wararama; akanga arasika, akawanika.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kwaifanira kuti tifare nokufarisisa, nokuti munuŋuna wako uyu wakaŋga afa, wararama; wakaŋga arashika, akawanika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvanga zvakanaka kuti tipembere kwazvo tichifara nokuti munun'una wako uyu akanga afa zvino ava mupenyu, akanga arasika zvino awanikwa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvanga zvakanaka kuti tipembere kwazvo tichifara nokuti munun'una wako uyu akanga afa zvino ava mupenyu, akanga arasika zvino awanikwa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Asi taifanira kupembera uye tifare, nokuti mununʼuna wako uyu akanga afa asi zvino araramazve; akanga arasika asi awanikwa.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy