Ruka 15:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 “Asi iye akatsamwa, akaramba kupinda. Zvino baba vake vakabuda, vakakumbira zvikuru kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi iye wakatsamŋa, akaramba kupinda. Ɀino ɓaɓa ʋake ʋakaɓuɗa, ʋakakumbira ɀikuru kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi iye akashatirwa akaramba kupinda. Baba vake vakauya vakamuteterera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi iye akashatirwa akaramba kupinda. Baba vake vakauya vakamuteterera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Mukoma mukuru akatsamwa akaramba kupinda. Saka baba vake vakabuda vakamunyengetedza. Viz kapitola |