Ruka 15:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu; mundiite somumwe wavaranda venyu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 handicafaniri kunzi mŋanakomana wenyu; mundiite somumŋe waʋaranda ʋenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Handichakodzeri kuti ndinzi mwana wenyu. Chindibatai somumwe wavashandi venyu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Handichakodzeri kuti ndinzi mwana wenyu. Chindibatai somumwe wavashandi venyu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu, ndiitei henyu somumwe wavaranda venyu.’ Viz kapitola |