Ruka 14:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Mumwe akati, ‘Ndawana mukadzi, naizvozvo handingauyi.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mumŋe akati: Ndawana mukadzi, naiɀoɀo handiŋgaʋuyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mumwewo akati, ‘Ndaroora mudzimai nezvo handigoni kuuya.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mumwewo akati, ‘Ndaroora mudzimai nezvo handigoni kuuya.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Mumwezve akati, ‘Ndichangowana mukadzi izvozvi, saka handingauyi.’ Viz kapitola |