Ruka 13:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Mumwe akati kwaari, “Ishe, vachazoponeswa vashoma here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mumŋe akati kwaari: Ishe, ʋacazoponeswa ʋashoma here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pano mumwe akati kwaari, “Tenzi, vachaponeswa vashoma here?” Iye akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Pano mumwe akati kwaari, “Tenzi, vachaponeswa vashoma here?” Iye akati kwavari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mumwe akamubvunza akati, “Ishe, vanhu vashoma chete ndivo vachaponeswa here?” Iye akati kwavari, Viz kapitola |