Ruka 12:47 - Shona Bible 1949 revised 200247 Muranda uyo akaziva kuda kwashe wake, akasagadzira, kana kuita kuda kwake, acharohwa zvakanyanya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Muranda uyo wakaziʋa kuɗa kwashe wake, akasagadzira, kana kuita kuɗa kwake, ucarobga ɀizhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Muranda uyo anoziva zvinodiwa natenzi wake asi asina kugadzirira kana kuita zvinodiwa naTenzi wake acharohwa zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Muranda uyo anoziva zvinodiwa natenzi wake asi asina kugadzirira kana kuita zvinodiwa naTenzi wake acharohwa zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 “Muranda uyo anoziva kuda kwatenzi wake uye asingagadziriri kana kuita zvinodiwa natenzi wake acharohwa shamhu zhinji. Viz kapitola |