Ruka 12:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Asi tsvakai ushe hwavo, naizvozvo zvose muchazviwedzerwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi tȿakai ʋushe bgaʋo, naiɀoɀo ɀose mucaɀiwedzerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi imi tsvakai umambo hwake zvinhu izvozvi zvichavawo zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi imi tsvakai umambo hwake zvinhu izvozvi zvichavawo zvenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi tsvakai umambo hwavo, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri. Viz kapitola |