Ruka 12:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazozikanwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena, kana chakavigwa chisingazozivikanwi. Viz kapitola |