Ruka 11:53 - Shona Bible 1949 revised 200253 Akati achibvapo, vanyori navaFarisi vakatanga kumumanikidza kwazvo, nokumubvunzisisa pamusoro pezvimwe zvizhinji, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Wakati acibva’po, ʋanyori naʋaFarise ʋakataŋga kumumanikidza kwaɀo, nokumubvunzisisa pamsoro peɀimŋe ɀizhinji, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Paakanga ava kubva ipapo nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakatanga kumuomesera kuti vamunzwe mukanwa panezvinhu zvakawanda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Paakanga ava kubva ipapo nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakatanga kumuomesera kuti vamunzwe mukanwa panezvinhu zvakawanda, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Jesu akati abva ipapo, vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakatanga kumupikisa zvikuru nokumubvunza mibvunzo yakawanda, Viz kapitola |