Ruka 11:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Iye akati, “Mune nhamo nemiwo, vadudziri vomurayiro; nokuti munotakudza vanhu mitoro inorema, inotambudza kutakura, asi imi mumene hamubati mitoro iyo kunyange nomunwe wenyu mumwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Iye akati: Munenhamo nemi ʋo, ʋaɗudziri ʋomurairo; nokuti munotakudza ʋanhu mitoro inorema, inotambudza kutakura, asi imi mumene hamuɓati mitoro iyo kunyaŋge nomunwe wenyu mumŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Iye akati, “Zvichakuwanaiwo iyemi nyanzvi dzomutemo nokuti munotakudza vanhu mitoro inorema kutakura asi imi pachenyu hamutakuri mitoro iyoyo kunyange nomunwe wenyu chaiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Iye akati, “Zvichakuwanaiwo iyemi nyanzvi dzomutemo nokuti munotakudza vanhu mitoro inorema kutakura asi imi pachenyu hamutakuri mitoro iyoyo kunyange nomunwe wenyu chaiwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Jesu akapindura akati, “Mune nhamo nemiwo vadudziri vomurayiro, nokuti munoremedza vanhu nemitoro yavasingagoni kutakura, asi imi pachenyu hamutongosimudzi munwe wenyu kuti muvabatsire. Viz kapitola |