Ruka 11:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Nokuti Jona sezvaakanga ari chiratidzo kuna vaNinivhe, ndizvo zvichaitawo Mwanakomana womunhu kurudzi urwu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti Jona seɀaakaŋga ari ciratidzo kunaʋaNinivi, ndiɀo ɀicaita ʋo Mŋanakomana womunhu kurudzi urwu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nokuti sezvakaita Jona kuva chiratidzo kuvanhu veNinivhe, ndizvozvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuchizvarwa ichi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nokuti sezvakaita Jona kuva chiratidzo kuvanhu veNinivhe, ndizvozvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuchizvarwa ichi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Nokuti sezvo Jona akanga ari chiratidzo kuvaNinevhe, saizvozvowo ndizvo zvichaita Mwanakomana woMunhu kurudzi urwu. Viz kapitola |