Ruka 11:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira, anopiwa; anotsvaka, anowana; neanogogodza, anozarurirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira, unopiwa; unotȿaka, unowana; nounogogodza, unozarurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti wose anokumbira anopiwa anotsvaka anowana uye anogogodza achazarurirwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti wose anokumbira anopiwa anotsvaka anowana uye anogogodza achazarurirwa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti ani naani anokumbira achapiwa; anotsvaka achawana; anogogodza, achazarurirwa mukova. Viz kapitola |