Ruka 10:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Akati kwaari, “Wapindura zvakanaka; ita izvozvo, ugorarama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akati kwaari: Wapindura ɀakanaka; ita iɀoɀo, ugorarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Iye akati kwaari, “Wapindura zvakanaka, chiita saizvozvo, uchararama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Iye akati kwaari, “Wapindura zvakanaka, chiita saizvozvo, uchararama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Jesu akapindura akati, “Wapindura zvakanaka. Ita izvozvo ugorarama.” Viz kapitola |