Ruka 1:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaŋga ʋasinomŋana, nokuti Erisabete wakaŋga asiŋgaɓereki, ʋuye ʋakaŋga ʋacembera ʋose ʋari ʋaʋiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi vakanga vasina vana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki; uye vose vari vaviri vakanga vachembera kwazvo. Viz kapitola |