Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:65 - Shona Bible 1949 revised 2002

65 Kutya kukawira vose vakanga vagere navo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

65 Kutya kukawira ʋose ʋakaŋga ʋagere naʋo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

65 Pakave nokutya mukati mavavakidzani vavo, nyaya dzezvinhu izvi dzakafamba kwose kwose munyika yamakomo yeJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

65 Pakave nokutya mukati mavavakidzani vavo, nyaya dzezvinhu izvi dzakafamba kwose kwose munyika yamakomo yeJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

65 Vavakidzani vose vakazadzwa nokutya, nomunyika yose yezvikomo yeJudhea vanhu vakataura pamusoro pezvinhu izvi zvose.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:65

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy