Ruka 1:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Wakaropafadzwa iye mukadzi wakatenda, nokuti ɀakataurwa naShe kwaari ɀicaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Akaropafadzwa iye akatenda kuti zvakataurwa kwaari naShe zvichaitika!” Viz kapitola |