Ruka 1:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Zvino Erizabheti akati achinzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu rake; ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino Erisabete wakati acinzwa kukwazisa kwaMaria, mŋana akakwakuka muɗumbu rake; ipapo Erisabete akazadzwa noMŋeya Mutȿene, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Erizabheti akabva azadzwa naMweya Mutsvene, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Erizabheti akabva azadzwa naMweya Mutsvene, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Erizabheti akati anzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu make, ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene. Viz kapitola |