Online Bible

- Reklamy -




Numeri 9:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino nguva dzose kana gore richisimudzwa pamusoro peTende, shure kwaizvozvo vana vaIsiraeri vaifamba; paindomira gore, ipapo vana vaIsiraeri vaidzika matende avo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino ŋguʋa dzose kana gore ricisimudzwa pamsoro peTente, shure kwaiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri ʋaifamba; paindomira gore, ipapo ʋana ʋaIsraeri ʋaidzika matente aʋo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Gore raiti kana rasimudzwa kubva pamusoro peTende, vaIsraeri vaifamba; pose paimira gore, vaIsraeri vaidzika musasa ipapo.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 9:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy