Online Bible

- Reklamy -




Numeri 8:25 - Shona Bible 1949 revised 2002

25 asi kana vasvika makore ana makumi mashanu vanofanira kurega basa iri; havachafaniri kubata;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 asi kana ʋaȿika makore anamakumi mashanu ʋanofanira kurega ɓasa iri; haʋacafaniri kuɓata;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Kana vava namakore makumi mashanu ngavazorodzwe kuita basa iroro vachirega kuita basa iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Kana vava namakore makumi mashanu ngavazorodzwe kuita basa iroro vachirega kuita basa iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 asi kana vasvika makore makumi mashanu, vanofanira kuregedza basa ravo uye varege kuzoshandazve.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 8:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy