Numeri 7:78 - Shona Bible 1949 revised 200278 Nezuva regumi namaviri Ahira, mwanakomana waEnani, muchinda wavana vaNafutari, akauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)78 Nezuʋa regumi namaʋiri Ahira, mŋanakomana waEnani, mucinda waʋana ʋaNaftari, wakaʋuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi78 Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake. Viz kapitola |