Numeri 7:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 machinda avaIsiraeri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vakauya nezvipo zvavo; ndivo vaiva machinda amarudzi, ndivo vakanga vari vatariri vavanhu vakaverengwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 macinda aʋaIsraeri, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋakaʋuya neɀipo ɀaʋo; ndiʋo ʋaiʋa macinda amarudzi, ndiʋo ʋakaŋga ʋari ʋatariri ʋaʋanhu ʋakaʋereŋgwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vatungamiriri vavaIsiraeri navatungamiriri vavo vedzimhuri nevemadzinza vaitungamirira kuverengwa kwavanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vatungamiriri vavaIsiraeri navatungamiriri vavo vedzimhuri nevemadzinza vaitungamirira kuverengwa kwavanhu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo vatungamiri veIsraeri, vakuru vedzimba avo vakanga vari vatungamiri vamarudzi vari vatariri vavaya vakanga vaverengwa, vakapa zvipiriso. Viz kapitola |