Numeri 6:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Mazuva ose okuzvitsaura kwake haafaniri kudya chinhu chinobva pamuti womuzambiringa kubva pasvurwe kusvika pamateko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mazuʋa ose okuɀitsaura kwake haafaniri kudya cinhu cinobva pamuti womuzambiriŋga kubva paȿurwe kuȿika pamateko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Panguva yose youNaziri hwake, haafaniri kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuti womuzambiringa, dzingava mhodzi kana mateko zvawo. Viz kapitola |