Numeri 6:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Anofanira kutsaurira Jehovha mazuva okuzvitsaura kwake, ndokuuya negwayana regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chemhosva; asi mazuva okutanga haangaverengwi, nokuti kuzvitsaura kwake kwakanga kwasvibiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Unofanira kutsaurira Jehova mazuʋa okuɀitsaura kwake, ndokuʋuya negwaiana regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cemhoȿa; asi mazuʋa okutaŋga haaŋgaʋereŋgwi, nokuti kuɀitsaura kwake kwakaŋga kwaȿiɓiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ngaazvitsaurire Tenzi kwamazuva ose aakanga ati anozvitsaurira Mwari. Ngaaunze hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokuripa mhosva. Mazuva ake aye okutanga haana basa, nokuti kuzvipira kwake kouNaziri kwakan'oreswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ngaazvitsaurire Tenzi kwamazuva ose aakanga ati anozvitsaurira Mwari. Ngaaunze hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokuripa mhosva. Mazuva ake aye okutanga haana basa, nokuti kuzvipira kwake kouNaziri kwakan'oreswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Anofanira kuzvikumikidza kuna Jehovha panguva yokuzvitsaura kwake uye anofanira kuuya nomukono wegwayana regore rimwe chete sechipiriso chemhosva. Viz kapitola |