Numeri 6:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 mupristi agobayira imwe chive chipiriso chezvivi, neimwe chive chipiriso chinopiswa, amuyananisire zvaakatadza nokuda kwowakafa, anatse musoro wake nomusi uyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 muprista agoɓayira imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, neimŋe ciʋe cipiriso cinopiswa, amuyananisire ɀaakatadza nokuɗa kwowakafa, anatse musoro wake nomusi uyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mupristi ngaapire imwe yadzo achiita chibayiro chokupirira zvitadzo; imwe yadzo yove yechibayiro chokupisa achichenura muNaziri mukun'oreswa kwaanenge aitwa nechitunha. Pamusi iwoyo ngaaturire zvakare musoro wake kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mupristi ngaapire imwe yadzo achiita chibayiro chokupirira zvitadzo; imwe yadzo yove yechibayiro chokupisa achichenura muNaziri mukun'oreswa kwaanenge aitwa nechitunha. Pamusi iwoyo ngaaturire zvakare musoro wake kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Muprista anofanira kupa imwe yacho sechipiriso chechivi uye imwe yacho sechipiriso chinopiswa kuti amuyananisire nokuti iye akatadza paakava pedyo nechitunha. Anofanira kunatsa musoro wake nezuva iroro. Viz kapitola |