Numeri 5:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Ndiwo murayiro weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndiwo murairo weshuŋgu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akacinya, akaȿiɓiswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Uyu, zvino ndiwo murayiro weshanje kana mukadzi atsauka, akazvisvibisa iye ari mukadzi womunhu, Viz kapitola |