Numeri 4:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe namakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana manomwe namakumi mashanu. Viz kapitola |