Numeri 4:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Zvino vanofanira kuchiputira pamwechete nenhumbi dzacho dzose muchokufukidzira chamatehwe amatenhe, ndokuchiisa pamatanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋanofanira kuciputira pamŋe cete nenhumbi dzaco dzose mucokufukidzira camatebge amatenhe, ndokuciisa pamatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ngavachiputire pamwechete nemidziyo yacho yose mudehwe retahashi, vagadzikire zvose pamapango okutakurisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ngavachiputire pamwechete nemidziyo yacho yose mudehwe retahashi, vagadzikire zvose pamapango okutakurisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo vanofanira kuchiputira pamwe chete nezvimwe zvacho muchifukidzo chamatehwe emhou dzomugungwa vagochiisa pamatanda okutakurisa nawo. Viz kapitola |