Numeri 3:40 - Shona Bible 1949 revised 200240 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Verenga matangwe ose avarume avana vaIsiraeri vomwedzi mumwe navanopfuura, ugonyora kuwanda kwamazita avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ʋereŋga mataŋgwe ose aʋarume aʋana ʋaIsraeri ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ugonyora kuwanda kwamazita aʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Verenga matangwe ose echirume pakati pavaIsiraeri, kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, unyore mazita avo ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Verenga matangwe ose echirume pakati pavaIsiraeri, kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, unyore mazita avo ose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Jehovha akati kuna Mozisi, “Verenga matangwe ose avanhurume avaIsraeri ano mwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa ugonyora mazita avo. Viz kapitola |