Numeri 3:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, iʋo ʋarume ʋose ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀitanhatu namazana maʋiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete, kana kupfuura, pakuberekwa avo vakaverengwa, vakanga vachisvika zviuru zvitanhatu, namazana maviri. Viz kapitola |