Numeri 3:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaKohati akanga ari Erizafani mwanakomana waUzieri. Viz kapitola |