Online Bible

- Reklamy -




Numeri 3:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndiwo mazita avanakomana vaAroni, vapristi vakazodzwa, vaakagadza kuti vashumire pabasa roupristi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndiwo mazita aʋanakomana ʋaAroni, ʋaprista ʋakazodzwa, ʋaakagadza kuti ʋashumire paɓasa roʋuprista.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ndiwo akanga ari mazita avanakomana vaAroni, ivo vaprista vakazodzwa, vakanga vagadzwa kuti vashumire savaprista.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 3:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy