Numeri 2:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Novorudzi rwaZebhuruni; Eriabhu, mwanakomana waHeroni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaZebhuruni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Noʋorudzi rwaZeburuni; Eriabi, mŋanakomana waHeroni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaZeburuni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kouyawo vedzinza raZebhuruni, mutungamiriri wedzinza raZebhuruni anenge ari Eriabhu mwanakomana waHeroni, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kouyawo vedzinza raZebhuruni, mutungamiriri wedzinza raZebhuruni anenge ari Eriabhu mwanakomana waHeroni, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Rudzi rwaZebhuruni ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vaZebhuruni ndiEriabhi mwanakomana waHeroni. Viz kapitola |