Numeri 2:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matatu nezviviri, namazana maviri. Viz kapitola |