Numeri 2:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Norudzi rwaGadhi: Eriasafi, mwanakomana waReueri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaGadhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Norudzi rwaGadi: Eriasafi, mŋanakomana waReueri, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaGadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kouyawo vedzinza raGadhi, mutungamiriri wedzinza raGadhi iri, anenge ari Eriasafu mwanakomana waReueri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kouyawo vedzinza raGadhi, mutungamiriri wedzinza raGadhi iri, anenge ari Eriasafu mwanakomana waReueri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Rudzi rwaGadhi ndirwo ruchatevera. Eriasafi mwanakomana waDheueri ndiye mutungamiri wavanhu vokwaGadhi. Viz kapitola |