Online Bible

- Reklamy -




Numeri 17:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana vaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo munhu wandicatsaura, tȿimbo yake icaɓuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri kwaʋanokunyunyutira nako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Tsvimbo yomunhu wandichasarudza ichabukira mashizha, uye ndichagumisa kupopota uku kwavaIsraeri kuri kuramba kuripo pamusoro pako.”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 17:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy