Numeri 16:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 “Ibvai paungano iyi, ndivaparadze pakarepo.” Ivo vakawira pasi nezviso zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ibvai paʋuŋgano iyi, ndiʋaparadze pakarepo. Iʋo ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Sudurukai pagungano iri, ndivaparadze, ndivati bvu kamwechete.” Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Sudurukai pagungano iri, ndivaparadze, ndivati bvu kamwechete.” Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Ibva paungano iyi kuti ndivaparadze iye zvino.” Ipapo vakawira pasi nezviso zvavo. Viz kapitola |