Numeri 16:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Zvino mupristi Ereazari akatora hadyana dzezvinonhuwira dzendarira, dzakanga dzauyiswa navakazopiswa, akadzipambadzira kuti atari ifukidzwe nadzo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino muprista Ereazari wakatora haryana dzeɀinonhuwira dzendarira, dzakaŋga dzaʋuyiswa naʋakazopiswa, akadzipambadzira kuti artari ifukidzwe nadzo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Ipapo Ereazari mupristi akatora mabisiro omundarira aye evaye vakaurayiwa. Vakaapfura vakagadzira chokukwidibirisa nacho atari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Ipapo Ereazari mupristi akatora mabisiro omundarira aye evaye vakaurayiwa. Vakaapfura vakagadzira chokukwidibirisa nacho atari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Saka Ereazari muprista akaunganidza hadyana dzendarira dzakauya navaya vakanga vapiswa, akaita kuti dzipwanyiwe kuti dzigova chifukidzo chearitari, Viz kapitola |