Numeri 15:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 Jehovha akati kuna Mosesi, “Munhu uyu, zvirokwazvo, anofanira kuurawa; ungano yose inofanira kumutaka namabwe kunze kwemisasa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Jehova akati kunaMosesi: Munhu uyu, ɀirokwaɀo, unofanira kuʋurawa; ʋuŋgano yose inofanira kumutaka namabge kunze kwemisasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Tenzi ndokuzoudza Mosesi achiti, “Murume iyeyo ngaaurayiwe. Gungano rose ravaIsiraeri ngarindomutema namabwe kunze kwemunharaunda yamatendhe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Tenzi ndokuzoudza Mosesi achiti, “Murume iyeyo ngaaurayiwe. Gungano rose ravaIsiraeri ngarindomutema namabwe kunze kwemunharaunda yamatendhe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Murume uyo anofanira kufa. Ungano yose inofanira kumutaka namabwe kunze kwomusasa.” Viz kapitola |