Numeri 15:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 uye vakamuchengeta mutorongo, nokuti vakanga vasingazivi zvaifanira kuitwa kwaari. Viz kapitola |