Numeri 15:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 Kana munhu mumwe akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nesheche yembudzi yegore rimwe, chive chipiriso chezvivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana munhu mumŋe akatadza nokusaziʋa, unofanira kuʋuya neshece yembudzi yegore rimŋe, ciʋe cipiriso ceɀiʋi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana munhu mumwechete akatadza mukusaziva ngaapire mbudzi hadzi ine gore rimwechete uve mupiro wokupfupira zvitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana munhu mumwechete akatadza mukusaziva ngaapire mbudzi hadzi ine gore rimwechete uve mupiro wokupfupira zvitadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “ ‘Asi kana munhu mumwe chete akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nembudzana hadzi yegore rimwe chete kuti chive chipiriso chechivi. Viz kapitola |