Numeri 15:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 kana modya zvokudya zvenyika, munofanira kupa Jehovha chipiriso chinotsaurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 kana modya ɀokudya ɀenyika, munofanira kupa Jehova cipiriso cinotsaurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 mukange modya zvokudya zvemo, torai zvimwe mupire Tenzi mupiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 mukange modya zvokudya zvemo, torai zvimwe mupire Tenzi mupiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 uye mukadya zvokudya zvenyika iyo, munofanira kupa chikamu kuna Jehovha sechipiriso. Viz kapitola |